Mariko 2:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akavapindura achiti, “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi, zviya zvaakanga asina chokudya, oziya nenzara iye navaiva naye, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Akati kwaʋari: Hamuna‐kuraʋa here ɀakaitwa naDavidi, musi waakaŋga ashaiwa, aziya, iye naʋakaŋga ʋanaye? See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Akati kwavari, “Hamuna kurava here zvakaitwa naDhavhidhi, musi waakanga ashaiwa zvokudya, aziya, iye navakanga vanaye? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akavapindura achiti, “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi, zviya zvaakanga asina chokudya, oziya nenzara iye navaiva naye, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Akavapindura achiti, “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi, zviya zvaakanga asina chokudya, oziya nenzara iye navaiva naye, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Akapindura akati, “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi navamwe vake pavakanga vashayiwa zvokudya uye vonzwa nzara? See the chapter |