Mariko 2:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvino Jesu akati achipfuura nomuminda yekoroni uri musi weSabata; vadzidzi vake, vachifamba kudaro, vakatangisa kupurura hura dzekoroni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Kwakati nomusi wesaɓata, acifamba napakati peminda, ʋadzidzi ʋake ʋakataŋga kutanha hura ʋacifamba. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Kwakati nomusi weSabata, achifamba napakati peminda, vadzidzi vake vakatanga kupurura hura vachifamba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvino Jesu akati achipfuura nomuminda yekoroni uri musi weSabata; vadzidzi vake, vachifamba kudaro, vakatangisa kupurura hura dzekoroni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Zvino Jesu akati achipfuura nomuminda yekoroni uri musi weSabata; vadzidzi vake, vachifamba kudaro, vakatangisa kupurura hura dzekoroni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Mumwe musi weSabata, Jesu akanga achipfuura nomuminda yezviyo, uye vadzidzi vake vakanga vachifamba naye, vakatanga kutanha hura dzezviyo. See the chapter |