Mariko 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Hakuna munhu anodira waini itsva muzvigubhu zvamatehwe zvitsaru, nokuti kana akadaro waini inoputisa zvigubhu, waini inorasika, zvigubhu zvichiparara; asi waini itsva inofanira kudirwa muzvigubhu zvitsva.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Hakunomunhu unoɗira waini itȿa muhomboɗo tsaru; nokuti waini inoparusa homboɗo, waini nehomboɗo ɀikafa; asi waini itȿa inoɗirwa muhomboɗo itȿa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 “Hakuna munhu anodira waini itsva muhombodo tsaru; nokuti waini inoparusa hombodo, waini nehombodo zvikafa; asi waini itsva inodirwa muhombodo itsva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Hakuna munhu anodira waini itsva muzvigubhu zvamatehwe zvitsaru, nokuti kana akadaro waini inoputisa zvigubhu, waini inorasika, zvigubhu zvichiparara; asi waini itsva inofanira kudirwa muzvigubhu zvitsva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Hakuna munhu anodira waini itsva muzvigubhu zvamatehwe zvitsaru, nokuti kana akadaro waini inoputisa zvigubhu, waini inorasika, zvigubhu zvichiparara; asi waini itsva inofanira kudirwa muzvigubhu zvitsva.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Uye hakuna munhu anodira waini itsva muhombodo dzamatehwe tsaru. Kana akaita izvozvo, waini ichaputitsa matehwe, uye zvose waini nedehwe rewaini zvichaparara. Kwete, anodira waini itsva muhombodo itsva.” See the chapter |