Mariko 2:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Hakuna munhu anosonerera chiremo chejira idzva pahanzu tsaru; kana akadaro, chiremo chitsva chinobvarura hanzu tsaru, ikabva yanyanya kubvaruka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Hakunomunhu unosonera ciremo citȿa paŋguʋo yakasakara, nokuti ciremo citȿa cinobvarura ŋguʋo yakasakara, ʋuri rikanyanya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 “Hakuna munhu anosonera chiremo chitsva panguo yakasakara, nokuti chiremo chitsva chinobvarura nguo yakasakara, buri rikanyanya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Hakuna munhu anosonerera chiremo chejira idzva pahanzu tsaru; kana akadaro, chiremo chitsva chinobvarura hanzu tsaru, ikabva yanyanya kubvaruka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Hakuna munhu anosonerera chiremo chejira idzva pahanzu tsaru; kana akadaro, chiremo chitsva chinobvarura hanzu tsaru, ikabva yanyanya kubvaruka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Hakuna munhu anoisa chigamba chitsva panguo tsaru. Kana akadaro, chigamba chitsva chichabvarura chitsaru, zvoita kuti buri racho rinyanye kukura. See the chapter |