Online Bible

- Advertisements -

Mariko 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Pakarepo munhu uya akati kwanyanu kusimuka, akatora rukukwe rwake akabuda vose vachiona, zvokuti vose vakashamiswa, vakarumbidza Mwari vachiti, “Aiwaiwa, hatisati tamboona zvakadai kwete.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Pakarepo akasimuka, akatora nhoʋo, ndokuɓuɗa pamberi paʋo ʋose; naiɀoɀo ʋose ʋakashamiswa, ʋakarumbidza Mŋari, ʋaciti: Hatina‐kumboʋona ɀakaɗai.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Pakarepo akasimuka, akatora nhoo, ndokubuda pamberi pavo vose; naizvozvo vose vakashamiswa, vakarumbidza Mwari, vachiti, “Hatina kumboona zvakadai.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Pakarepo munhu uya akati kwanyanu kusimuka, akatora rukukwe rwake akabuda vose vachiona, zvokuti vose vakashamiswa, vakarumbidza Mwari vachiti, “Aiwaiwa, hatisati tamboona zvakadai kwete.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Pakarepo munhu uya akati kwanyanu kusimuka, akatora rukukwe rwake akabuda vose vachiona, zvokuti vose vakashamiswa, vakarumbidza Mwari vachiti, “Aiwaiwa, hatisati tamboona zvakadai kwete.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Akasimuka kubva panhoo yake, akatora nhoo yake akafamba akabuda vose vachizviona. Izvi zvakashamisa munhu wose uye vakarumbidza Mwari vachiti, “Hatina kumboona chinhu chakadai!”

See the chapter Copy

Mariko 2:12

Follow us:

Advertisements

Advertisements