Mariko 2:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Zvino kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba pasi pano rokuregerera zvitadzo.” Akati kuno munhu akatonhora mitezo uya, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi kuti muziʋe kuti Mŋanakomana womunhu unesimba panyika rokukaŋganwira ɀiʋi, (akati kumunhu wakaŋga akafa mitezo:) See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 “Asi kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi,” (akati kumunhu akanga akafa mitezo), See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Zvino kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba pasi pano rokuregerera zvitadzo.” Akati kuno munhu akatonhora mitezo uya, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Zvino kuti muzive kuti Mwanakomana womunhu ane simba pasi pano rokuregerera zvitadzo.” Akati kuno munhu akatonhora mitezo uya, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Asi kuti muzive kuti Mwanakomana woMunhu ane simba panyika rokuregerera zvivi.” Akati kuna akanga akafa mutezo, See the chapter |