Online Bible

- Advertisements -

Mariko 16:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Kuzoti Jesu apedza kutaura kwavari akakwidzwa kudenga kwaakandogara kurudyi rwaMwari.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino Ishe Jesu wakati ataura naʋo, akagamucirwa kuɗeŋga, akagara kuruʋoko rworudyi rwaMŋari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino Ishe Jesu akati ataura navo, akagamuchirwa kudenga, akagara kuruoko rworudyi rwaMwari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Kuzoti Jesu apedza kutaura kwavari akakwidzwa kudenga kwaakandogara kurudyi rwaMwari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Kuzoti Jesu apedza kutaura kwavari akakwidzwa kudenga kwaakandogara kurudyi rwaMwari.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Mushure mokunge Ishe Jesu ataura kwavari, akatorwa akakwidzwa kudenga uye akandogara kuruoko rworudyi rwaMwari.

See the chapter Copy

Mariko 16:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements