Mariko 16:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Anenge atenda akaombekwa achaponeswa, asi uyo asingatendi achapiwa mhosva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Unotenda, akabapatidzwa, ucaponeswa; asi usiŋgatendi ucatoŋgwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Anotenda, akabhabhatidzwa, achaponeswa; asi asingatendi achatongwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Anenge atenda akaombekwa achaponeswa, asi uyo asingatendi achapiwa mhosva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Anenge atenda akaombekwa achaponeswa, asi uyo asingatendi achapiwa mhosva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ani naani anotenda uye akabhabhatidzwa achaponeswa, asi asingatendi achatongwa. See the chapter |