Mariko 16:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kuzoti Sabata rapfuura, vanaMaria Magadharena naMaria amai vaJemusi naSarome vakatenga mafuta anonhuwira kuti vandomuzora nawo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Saɓata yakati yapfuʋura, Maria Magdarene, naMaria mai ʋaJakobo, naSarome, ʋakateŋga ɀinonhuwira, kuti ʋaende kuzomuzodza. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Sabata yakati yapfuura, Maria Magadharina, naMaria mai vaJakobho, naSarome, vakatenga zvinonhuwira, kuti vaende kuzomuzodza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kuzoti Sabata rapfuura, vanaMaria Magadharena naMaria amai vaJemusi naSarome vakatenga mafuta anonhuwira kuti vandomuzora nawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kuzoti Sabata rapfuura, vanaMaria Magadharena naMaria amai vaJemusi naSarome vakatenga mafuta anonhuwira kuti vandomuzora nawo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Sabata rakati rapfuura, Maria Magadharena, Maria mai vaJakobho, naSarome vakatenga zvinonhuhwira kuti vagondozodza mutumbi waJesu. See the chapter |