Mariko 15:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino Pirato akavabvunza achiti, “Ko munoda kuti ndikusunungurirei mambo wavaJudha here?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Pirato akaʋapindura, akati: Munoɗa kuti ndikusunuŋgurirei Mambo waʋaJuda here? See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Pirato akavapindura, akati, “Munoda kuti ndikusunungurirei Mambo wavaJudha here.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino Pirato akavabvunza achiti, “Ko munoda kuti ndikusunungurirei mambo wavaJudha here?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino Pirato akavabvunza achiti, “Ko munoda kuti ndikusunungurirei mambo wavaJudha here?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Pirato akabvunza akati, “Munoda kuti ndikusunungurirei mambo wavaJudha here?” See the chapter |