Mariko 15:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kuzoti mhomho yavanhu yakwira kwaPirato, yakatanga kumukumbira kuti avaitire zvaaisimbovaitira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋanhu ʋazhinji ʋakakwira, ʋakataŋga kukumbira kunaPirato kuti aʋaitire saiɀoɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Vanhu vazhinji vakakwira, vakatanga kukumbira kuna Pirato kuti avaitire saizvozvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kuzoti mhomho yavanhu yakwira kwaPirato, yakatanga kumukumbira kuti avaitire zvaaisimbovaitira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kuzoti mhomho yavanhu yakwira kwaPirato, yakatanga kumukumbira kuti avaitire zvaaisimbovaitira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Vanhu vazhinji vakauya vakakumbira Pirato kuti avaitire zvaaisiita. See the chapter |