Mariko 15:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mukati mavapanduki vaiva mujeri, vakanga vauraya munhu muchimurenga, maiva nomumwe murume ainzi Bharabhasi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino kwakaŋga kunomumŋe wainzi Barabasi, wakaŋga asuŋgwa pamŋe cete naʋamŋe ʋakaŋga ʋamutsa ɓope, ʋakaʋuraya ʋanhu paɓope irero. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Zvino kwakanga kuno mumwe wainzi Bharabhasi, akanga asungwa pamwechete navamwe vakanga vamutsa bope, vakauraya vanhu pabope iroro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mukati mavapanduki vaiva mujeri, vakanga vauraya munhu muchimurenga, maiva nomumwe murume ainzi Bharabhasi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mukati mavapanduki vaiva mujeri, vakanga vauraya munhu muchimurenga, maiva nomumwe murume ainzi Bharabhasi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Murume ainzi Bharabhasi akanga ari mutorongo pamwe chete navamwe vakanga vamutsa bope vakauraya munhu. See the chapter |