Mariko 15:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Ipapo Jesu akadaidzira nezwi guru ndokubva afa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ipapo Jesu akaɗana nenzwi guru, akaɓuɗisa mŋeya wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Ipapo Jesu akadana nezwi guru, ndokubva afa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Ipapo Jesu akadaidzira nezwi guru ndokubva afa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Ipapo Jesu akadaidzira nezwi guru ndokubva afa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Ipapo Jesu akadanidzira nenzwi guru, akabudisa mweya wake. See the chapter |