Online Bible

- Advertisements -

Mariko 15:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Kristu! Mambo wavaIsiraeri! Ngaaburuke iye zvino pamuchinjikwa kuti tione tigotenda.” Navaya vakanga vakaroverwa pamuchinjikwa pamwe naye vakamunyombawo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Kristu, Mambo waʋaIsraeri, ŋgaaɓuruke ɀino pamucinjikwa, kuti tiʋone titende. Naʋakaŋga ʋaroʋerwa pamŋe cete naye ʋakamuɀidza.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Kristu, Mambo wavaIsiraeri, ngaaburuke zvino pamuchinjikwa, kuti tione titende.” Navakanga varoverwa pamwechete naye vakamuzvidza.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Kristu! Mambo wavaIsiraeri! Ngaaburuke iye zvino pamuchinjikwa kuti tione tigotenda.” Navaya vakanga vakaroverwa pamuchinjikwa pamwe naye vakamunyombawo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Kristu! Mambo wavaIsiraeri! Ngaaburuke iye zvino pamuchinjikwa kuti tione tigotenda.” Navaya vakanga vakaroverwa pamuchinjikwa pamwe naye vakamunyombawo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Kristu uyu, Mambo wavaIsraeri uyu, ngaaburuke iye zvino pamuchinjikwa, kuti tione tigotenda.” Navaya vakanga vakarovererwa pamwe chete naye vakamutukawo.

See the chapter Copy

Mariko 15:32

Follow us:

Advertisements

Advertisements