Mariko 15:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Pirato akamubvunza achiti, “Ndiwe Mambo wavaJudha here?” Iye akapindura achiti, “Inga matozvireva wani.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Pirato akamubvunza, akati: Ndiwe Mambo waʋaJuda here? Akapindura, akati kwaari: Ndiɀo ɀamataura. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Pirato akamubvunza, akati, “Ndiwe Mambo wavaJudha here?” Akapindura, akati kwaari, “Ndizvo zvamataura.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Pirato akamubvunza achiti, “Ndiwe Mambo wavaJudha here?” Iye akapindura achiti, “Inga matozvireva wani.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Pirato akamubvunza achiti, “Ndiwe Mambo wavaJudha here?” Iye akapindura achiti, “Inga matozvireva wani.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Pirato akamubvunza akati, “Ndiwe mambo wavaJudha here?” Jesu akapindura akati, “Hongu, ndizvo sokutaura kwamaita.” See the chapter |