Mariko 14:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Aita zvaagona; afanozora muviri wangu mafuta kuitira kuvigwa kwangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Wakaita paakagona napo; wakagara azodzera muʋiri waŋgu kuʋigwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Akaita paakagona napo; akagara azora muviri wangu ndisati ndavigwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Aita zvaagona; afanozora muviri wangu mafuta kuitira kuvigwa kwangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Aita zvaagona; afanozora muviri wangu mafuta kuitira kuvigwa kwangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Aita zvaanogona. Adururira mafuta anonhuhwira pamuviri wangu nguva isati yasvika, kuti agadzirire kuvigwa kwangu. See the chapter |