Mariko 14:69 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika69 Zvakare musikana webasa uya zvaakamuona akatangazve kutaurira vakanga vamirepo achiti, “Murume uyu mumwe wavo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)69 Ɀino mushandiri akamuʋona, akataŋga ɀe kureʋa kunaʋakaŋga ʋari’po, aciti: Uyu ndomumŋe waʋo! See the chapterShona Bible 1949 revised 200269 Zvino murandasikana akamuona, akatangazve kureva kunavakanga varipo, achiti, “Uyu ndomumwe wavo!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika69 Zvakare musikana webasa uya zvaakamuona akatangazve kutaurira vakanga vamirepo achiti, “Murume uyu mumwe wavo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona69 Zvakare musikana webasa uya zvaakamuona akatangazve kutaurira vakanga vamirepo achiti, “Murume uyu mumwe wavo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi69 Akati aonekwazve nomusikana uyu aiva murandakadzi, musikana akatizve kuna avo vakanga vamirepo, “Munhu uyu ndomumwe wavo.” See the chapter |