Mariko 14:65 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika65 Vamwe vakatanga kumupfira mate vachimufukidza kumeso, nokumurova nembama vachiti, “Porofita.” Mapurisawo akamugama nembama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)65 Ʋamŋe ʋakataŋga kumupfira mate, ʋakafukidza meso ake, ʋakamuroʋa netsiʋa, ʋaciti kwaari: Profita; naʋatariri ʋakamuroʋa namaʋoko. See the chapterShona Bible 1949 revised 200265 Vamwe vakatanga kumupfira mate, vakafukidza meso ake, vakamurova netsiva, vachiti kwaari, “Porofita; navatariri vakamurova namaoko.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika65 Vamwe vakatanga kumupfira mate vachimufukidza kumeso, nokumurova nembama vachiti, “Porofita.” Mapurisawo akamugama nembama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona65 Vamwe vakatanga kumupfira mate vachimufukidza kumeso, nokumurova nembama vachiti, “Porofita.” Mapurisawo akamugama nembama. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi65 Ipapo vamwe vakatanga kumupfira mate; vakamusunga kumeso, vakamurova nezvibhakera, vachiti, “Profita!” Uye varindi vakamutora vakamurova. See the chapter |