Mariko 14:53 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Vakaenda naJesu kumupristi mukuru. Vapristi vakuru vose, navakuru vakuru nenyanzvi dzoMutemo vakanga vatounganako. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Ɀino ʋakaisa Jesu kumuprista mukuru; ʋaprista ʋakuru ʋose naʋakuru naʋanyori ʋ kaʋuŋganira kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200253 Zvino vakaisa Jesu kumupristi mukuru; vapristi vakuru vose navakuru vakuru navanyori vakaunganira kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Vakaenda naJesu kumupristi mukuru. Vapristi vakuru vose, navakuru vakuru nenyanzvi dzoMutemo vakanga vatounganako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona53 Vakaenda naJesu kumupristi mukuru. Vapristi vakuru vose, navakuru vakuru nenyanzvi dzoMutemo vakanga vatounganako. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 Vakaenda naJesu kumuprista mukuru, uye vamwe vaprista vose vakuru navadzidzisi vomurayiro vakaungana pamwe chete. See the chapter |