Mariko 14:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Akadzokazve ndokuvawana vakotsira nokuti hope dzakanga dzavabata zvikuru uye vakashaya chokumupindura. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Akaenda ɀe, akaʋawana ʋaʋata, nokuti meso aʋo akaŋga aɓatwa nehope kwaɀo; ʋakasaziʋa ɀaʋaŋgamupindura. See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 Akaendazve, akavawana vavata, nokuti meso avo akanga abatwa nehope kwazvo; vakasaziva zvavangamupindura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Akadzokazve ndokuvawana vakotsira nokuti hope dzakanga dzavabata zvikuru uye vakashaya chokumupindura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona40 Akadzokazve ndokuvawana vakotsira nokuti hope dzakanga dzavabata zvikuru uye vakashaya chokumupindura. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Paakadzoka, akawanazve vavete, nokuti meso avo akanga aremerwa nehope. Havana kuziva chokutaura kwaari. See the chapter |