Mariko 14:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pakava navamwe vakanyunyuta nazvo vachiti, “Mafuta aya atambisirweiko kudai? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi ʋamŋe ʋakaŋga ʋari’po ʋakatsamŋa pamŋoyo yaʋo, ʋakati: Kuparadza ikoko kwecizoro kwakaitirweiko? See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Asi vamwe vakanga varipo vakatsamwa pamwoyo yavo, vakati, “Kuparadza ikoko kwemafuta kwakaitirweiko? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pakava navamwe vakanyunyuta nazvo vachiti, “Mafuta aya atambisirweiko kudai? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pakava navamwe vakanyunyuta nazvo vachiti, “Mafuta aya atambisirweiko kudai? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vamwe vakanga varipo pakati pavo vakatsamwa vakati, “Seiko vachitambisa mafuta aya kudai? See the chapter |