Mariko 14:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Akaenda mberi zvishoma ndokubva awira pasi akanamata kuti kana zvichigoneka zvaizoitika nguva iyi zvimupfuure zvake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Akapfuʋura mberi ɀishoma, akawira pasi, akayeŋgetera kuti, kana ɀicibvira, ŋguʋa ipfuʋure kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Akapfuura mberi zvishoma, akawira pasi akanyengetera kuti, kana zvichibvira, nguva ipfuure kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Akaenda mberi zvishoma ndokubva awira pasi akanamata kuti kana zvichigoneka zvaizoitika nguva iyi zvimupfuure zvake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 Akaenda mberi zvishoma ndokubva awira pasi akanamata kuti kana zvichigoneka zvaizoitika nguva iyi zvimupfuure zvake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Akati aenda chinhambwe zvishoma, akawira pasi akanyengetera kuti kana zvichibvira nguva iyi ipfuure, ibve kwaari. See the chapter |