Mariko 14:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvino zvavakanga vari pakudya, akatora chingwa akatenda ndokuchimedura akachipa kwavari achiti, “Gamuchirai; uyu muviri wangu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino ʋakati ʋacidya, Jesu akatora ciŋgwa, akaciropafadza, akacimeɗura, ndokuʋapa, aciti: Torai, ici ndiwo muʋiri waŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Zvino vakati vachidya, Jesu akatora chingwa, akavonga, akachimedura, ndokuvapa, achiti, “Gamuchirai, ichi uyu muviri wangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvino zvavakanga vari pakudya, akatora chingwa akatenda ndokuchimedura akachipa kwavari achiti, “Gamuchirai; uyu muviri wangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvino zvavakanga vari pakudya, akatora chingwa akatenda ndokuchimedura akachipa kwavari achiti, “Gamuchirai; uyu muviri wangu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Vakati vari pakudya, Jesu akatora chingwa, akavonga uye akachimedura, akapa vadzidzi vake achiti, “Torai mudye, uyu ndiwo muviri wangu.” See the chapter |