Online Bible

- Advertisements -

Mariko 13:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Kana monzwa zvehondo namarehwarehwa ehondo musanyanye kutya. Izvi zvinofanira kuti zviitike, asi magumo anenge asati asvika.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Kana mucinzwa ɀokurwa, neguhu rokurwa, musavunduka; iɀoɀo ɀinofanira kumboitika; asi kuguma kucigere kuȿika.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Kana muchinzwa zvokurwa, nenyaya yokurwa, musavhunduka; izvozvo zvinofanira kumboitika; asi kuguma kuchigere kusvika.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Kana monzwa zvehondo namarehwarehwa ehondo musanyanye kutya. Izvi zvinofanira kuti zviitike, asi magumo anenge asati asvika.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Kana monzwa zvehondo namarehwarehwa ehondo musanyanye kutya. Izvi zvinofanira kuti zviitike, asi magumo anenge asati asvika.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Pamunonzwa nezvehondo uye neguhu rehondo, musavhunduka. Zvinhu zvakadaro zvinofanira kuitika, asi kuguma kuchazosvika hako.

See the chapter Copy

Mariko 13:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements