Mariko 13:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Angadaro akayerekana asvika okuwanai makakotsira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 kuti arege kuʋuya kamŋe‐kamŋe, akakuwanai muʋete. See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 kuti arege kuuya kamwe-kamwe, akakuwanai muvete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Angadaro akayerekana asvika okuwanai makakotsira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona36 Angadaro akayerekana asvika okuwanai makakotsira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Kana akakurumidza kuuya, musamurega achikuwanai muvete. See the chapter |