Online Bible

- Advertisements -

Mariko 13:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Chenjerai mugaririre, nokuti hamuzivi kuti nguva yacho ichasvika rini.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Cenjerai, murinde, nokunyeŋgetera; nokuti hamuziʋi kuti ŋguʋa icaȿika rini.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Chenjerai, murinde, nokunyengetera; nokuti hamuzivi kuti nguva ichasvika rini.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Chenjerai mugaririre, nokuti hamuzivi kuti nguva yacho ichasvika rini.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Chenjerai mugaririre, nokuti hamuzivi kuti nguva yacho ichasvika rini.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Rindai! Svinurai! Hamuzivi kuti nguva iyo inosvika rini.

See the chapter Copy

Mariko 13:33

Follow us:

Advertisements

Advertisements