Mariko 13:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Zviro kwazvo ndinoti kwamuri chizvarwa ichi hachimbopfuuri zvinhu izvi zvose zvisati zvaitika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀirokwaɀo ndinoti kwamuri: Rudzi urwu haruŋgatoŋgopfuʋuri, kuȿikira iɀoɀo ɀose ɀaitika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, rudzi urwu harungatongopfuuri, kusvikira izvozvo zvose zvaitika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Zviro kwazvo ndinoti kwamuri chizvarwa ichi hachimbopfuuri zvinhu izvi zvose zvisati zvaitika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona30 Zviro kwazvo ndinoti kwamuri chizvarwa ichi hachimbopfuuri zvinhu izvi zvose zvisati zvaitika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Ndinokuudzai chokwadi, zvirokwazvo rudzi urwu harungapfuuri kusvikira zvinhu zvose izvi zvaitika. See the chapter |