Online Bible

- Advertisements -

Mariko 13:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Paakanga akagara pasi pagomo reMiorivhi rakatarisana neTemberi, Pita naJemusi naJohani naAndrea vakamubvunza vari pachavo vachiti,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino wakati agere pagomo reMiorivi, pakatarisana netembere, Petro, naJakobo, naJohane, naAndrea ʋakamubvunza ʋari ʋoga, ʋaciti:

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino akati agere pagomo reMiorivhi, pakatarisana netemberi, Petirosi, naJakobho, naJohani, naAndireya vakamubvunza vari voga, vachiti,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Paakanga akagara pasi pagomo reMiorivhi rakatarisana neTemberi, Pita naJemusi naJohani naAndrea vakamubvunza vari pachavo vachiti,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Paakanga akagara pasi pagomo reMiorivhi rakatarisana neTemberi, Pita naJemusi naJohani naAndrea vakamubvunza vari pachavo vachiti,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Jesu paakanga agere paGomo reMiorivhi pakatarisana netemberi, Petro, Jakobho, Johani naAndirea vakamubvunza vari voga vakati,

See the chapter Copy

Mariko 13:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements