Online Bible

- Advertisements -

Mariko 13:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Nokuti pamazuva iwayo pachava nenhamo isati yamboitika kubvira pakutanga kwokusikwa kwezvinhu zvakasikwa naMwari kusvika pari nhasi, uye hazvichazomboitikazve.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Nokuti namazuʋa iwayo kucaʋa’po kutambudzika, kusati kwakamboʋa’po kwakaɗaro, kubva pakutaŋga kwokusikwa kwakasikwa naMŋari, kuȿikira ɀino, ʋuye hakucazoʋi’po.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Nokuti namazuva iwayo kuchavapo kutambudzika, kusati kwakambovapo kwakadaro, kubva pakutanga kwokusikwa kwakasikwa naMwari, kusvikira zvino, uye hakuchazovipo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Nokuti pamazuva iwayo pachava nenhamo isati yamboitika kubvira pakutanga kwokusikwa kwezvinhu zvakasikwa naMwari kusvika pari nhasi, uye hazvichazomboitikazve.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Nokuti pamazuva iwayo pachava nenhamo isati yamboitika kubvira pakutanga kwokusikwa kwezvinhu zvakasikwa naMwari kusvika pari nhasi, uye hazvichazomboitikazve.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 nokuti ayo achava mazuva okutambudzika asina kumbovapo kubva pakutanga, Mwari paakasika nyika, kusvikira zvino, uye haachazombovapozve.

See the chapter Copy

Mariko 13:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements