Mariko 13:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Paaibuda muTemberi, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Mudzidzisi tarisai muone kunaka kwamatombo aya nedzimba dzacho.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Wakati aciɓuɗa mutembere, mumŋe waʋadzidzi ʋake akati kwaari: Mudzidzisi, tarirai mabge, kunaka! nedzimba kunaka! See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Akati achibuda mutemberi, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Mudzidzisi, tarirai mabwe, kunaka! Nedzimba kunaka!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Paaibuda muTemberi, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Mudzidzisi tarisai muone kunaka kwamatombo aya nedzimba dzacho.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Paaibuda muTemberi, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Mudzidzisi tarisai muone kunaka kwamatombo aya nedzimba dzacho.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Paakanga ava kubuda mutemberi, mumwe wavadzidzi vake akati, “Mudzidzisi, tarirai kukura kwakaita matombo! Iko kunaka kwedzimba!” See the chapter |