Mariko 12:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakamubata, vakamuuraya, ndokumukanda kunze kwomunda wamagirepisi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋakamuɓata, ʋakamuʋuraya, ʋakamuɓuɗisa kunze kwomunda wemizambiriŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Vakamubata, vakamuuraya, vakamubudisa kunze kwomunda wemidzambiringa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vakamubata, vakamuuraya, ndokumukanda kunze kwomunda wamagirepisi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vakamubata, vakamuuraya, ndokumukanda kunze kwomunda wamagirepisi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Saka vakamutora vakamuuraya, vakamurasira kunze kwomunda wemizambiringa. See the chapter |