Mariko 12:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Jesu zvaakanga achidzidzisa muTemberi akati, “Seiko nyanzvi dzoMutemo dzichiti, ‘Kristu Mwanakomana waDhavhidhi?’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ɀino Jesu wakati acidzidzisa mutembere, akapindura, akati: Ʋanyori ʋanoreʋa seiko kuti Kristu ndiye mŋanakomana waDavidi? See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Zvino Jesu akati achidzidzisa mutemberi, akapindura, akati, “Vanyori vanoreva seiko kuti Kristu ndiye mwanakomana waDhavhidhi? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Jesu zvaakanga achidzidzisa muTemberi akati, “Seiko nyanzvi dzoMutemo dzichiti, ‘Kristu Mwanakomana waDhavhidhi?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 Jesu zvaakanga achidzidzisa muTemberi akati, “Seiko nyanzvi dzoMutemo dzichiti, ‘Kristu Mwanakomana waDhavhidhi?’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Jesu paakanga achidzidzisa ari mutemberi, akabvunza akati, “Seiko vadzidzisi vomurayiro vachiti Kristu mwanakomana waDhavhidhi? See the chapter |