Mariko 12:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vari vanomwe kudaro havana kusiya mwana kunze. Pakupedzisira mukadzi uya akafawo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Naʋanomŋe ʋose haʋana‐kuʋa nomŋana; shure kwaʋose mukadzi akafa ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 “Navanomwe vose havana kuva nomwana; shure kwavose mukadzi akafawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Vari vanomwe kudaro havana kusiya mwana kunze. Pakupedzisira mukadzi uya akafawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Vari vanomwe kudaro havana kusiya mwana kunze. Pakupedzisira mukadzi uya akafawo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Zviripo ndezvokuti, hakuna pavanomwe ava akasiya kana mwana. Pakupedzisira mukadzi akazofawo. See the chapter |