Online Bible

- Advertisements -

Mariko 11:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Vamwe vakanga vamirepo vakati kwavari, “Ko ndochii chamavakuita, kusunungura gondora iri redhongi?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ʋamŋe ʋakaŋga ʋamire’po, ʋakati kwaʋari: Munoiteiko ɀamunosunuŋgura mhuru yemboŋgoro?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Vamwe vakanga vamirepo, vakati kwavari, “Munoiteiko zvamunosunungura mhuru yembongoro?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Vamwe vakanga vamirepo vakati kwavari, “Ko ndochii chamavakuita, kusunungura gondora iri redhongi?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Vamwe vakanga vamirepo vakati kwavari, “Ko ndochii chamavakuita, kusunungura gondora iri redhongi?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 vamwe vanhu vakanga vamirepo vakabvunza vakati, “Muri kuitei, muchisunungura mwana wembongoro uyo?”

See the chapter Copy

Mariko 11:5

Follow us:

Advertisements

Advertisements