Mariko 11:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana munhu akakutii, ‘Muri kuzviitirei?’ Muudzei kuti Tenzi ari kurida; acharidzosa nokukurumidza.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Kana munhu akati kwamuri: Munoitireiko kuɗaro? muti: Ishe unoiɗa. Pakarepo ucaitumira ɀe pano. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Kana munhu akati kwamuri, munoitireiko kudaro? Muti, Ishe anoida. Pakarepo achaidzora pano.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana munhu akakutii, ‘Muri kuzviitirei?’ Muudzei kuti Tenzi ari kurida; acharidzosa nokukurumidza.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kana munhu akakutii, ‘Muri kuzviitirei?’ Muudzei kuti Tenzi ari kurida; acharidzosa nokukurumidza.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Kana mukabvunzwa nomunhu kuti, ‘Seiko muchiita izvi?’ muti kwaari, ‘Ishe anomuda uye achamudzosa pano nokukurumidza.’ ” See the chapter |