Mariko 10:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Nechikonzero ichochi murume anosiya baba naamai vake, achibva abatanidzwa nomukadzi wake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nokuɗa kwaiɀoɀo murume ucasiya ɓaɓa ʋake namai ʋake, akanamatira mukadzi wake; See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 ‘Nokuda kwaizvozvo murume achasiya baba vake namai vake, akanamatira mukadzi wake; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Nechikonzero ichochi murume anosiya baba naamai vake, achibva abatanidzwa nomukadzi wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Nechikonzero ichochi murume anosiya baba naamai vake, achibva abatanidzwa nomukadzi wake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Nokuda kwaizvozvi, murume achasiya baba vake namai vake uye agonamatira kumukadzi wake, See the chapter |