Mariko 10:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi kubva pakutanga kwokusikwa kwezvinhu, Mwari wakavasika vari munhurume nomunhukadzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi kubva pakutaŋga kwokusikwa wakaʋaita murume nomukadzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Asi kubva pakutanga kwokusikwa akavaita, ‘Munhurume nomunhukadzi.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi kubva pakutanga kwokusikwa kwezvinhu, Mwari wakavasika vari munhurume nomunhukadzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi kubva pakutanga kwokusikwa kwezvinhu, Mwari wakavasika vari munhurume nomunhukadzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Asi kubvira kumavambo okusikwa kwezvinhu, Mwari ‘akavaita murume nomukadzi.’ See the chapter |