Mariko 10:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Jesu akamira akati, “Mudaidzei.” Vakadaidza bofu riya vachiti kwaari, “Tsunga mwoyo; simuka; ari kukudaidza.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Ipapo Jesu akamira, akati: Muɗanei. Ʋakaɗana ɓofu, ʋaciti kwariri: Tsuŋga mŋoyo, simuka, unokuɗana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200249 Ipapo Jesu akamira, akati, “Mudanei.” Vakadana bofu, vachiti kwariri, “Tsunga mwoyo, simuka, anokudana.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Jesu akamira akati, “Mudaidzei.” Vakadaidza bofu riya vachiti kwaari, “Tsunga mwoyo; simuka; ari kukudaidza.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona49 Jesu akamira akati, “Mudaidzei.” Vakadaidza bofu riya vachiti kwaari, “Tsunga mwoyo; simuka; ari kukudaidza.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Jesu akamira akati, “Mudanei.” Saka vakadana murume uya bofu vakati, “Tsunga mwoyo! Simuka! Anokudana.” See the chapter |