Mariko 10:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Paakanzwa kuti ndiJesu weNazareti, akatanga kudaidzira achiti, “Jesu Mwanakomana waDhavhidhi ndinzwireiwo tsitsi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Iye wakati anzwa, kuti ndiJesu weNazareta, akataŋga kuɗanidzira, aciti: Mŋanakomana waDavidi, ndinzwirei ŋgoni! See the chapterShona Bible 1949 revised 200247 Iye akati anzwa, kuti ndiJesu weNazareta, akatanga kudanidzira, achiti, “Mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwirei ngoni!” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Paakanzwa kuti ndiJesu weNazareti, akatanga kudaidzira achiti, “Jesu Mwanakomana waDhavhidhi ndinzwireiwo tsitsi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona47 Paakanzwa kuti ndiJesu weNazareti, akatanga kudaidzira achiti, “Jesu Mwanakomana waDhavhidhi ndinzwireiwo tsitsi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Paakanzwa kuti akanga ari Jesu weNazareta, akatanga kudanidzira achiti, “Mwanakomana waDhavhidhi, ndinzwirei ngoni!” See the chapter |