Mariko 10:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Nokuti kunyange Mwanakomana womunhu haana kuuya kuzoshandirwa asi kuzoshandira vamwe, uye kuzopira upenyu hwake sorudzikinuro rwavazhinji.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Nokuti Mŋanakomana womunhu naiye haana‐kuʋuya kuzoshumirwa, asi kushumira, nokupa ʋupenyu bgake ruʋe rudzikinuro rwaʋazhinji. See the chapterShona Bible 1949 revised 200245 “Nokuti Mwanakomana womunhu naiye haana kuuya kuzoshandirwa, asi kuzoshandira, nokupa hupenyu hwake ruve rudzikinuro rwavazhinji.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Nokuti kunyange Mwanakomana womunhu haana kuuya kuzoshandirwa asi kuzoshandira vamwe, uye kuzopira upenyu hwake sorudzikinuro rwavazhinji.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona45 Nokuti kunyange Mwanakomana womunhu haana kuuya kuzoshandirwa asi kuzoshandira vamwe, uye kuzopira upenyu hwake sorudzikinuro rwavazhinji.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Nokuti kunyange Mwanakomana woMunhu haana kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira uye nokupa upenyu hwake kuti huve rudzikinuro rwavazhinji.” See the chapter |