Online Bible

- Advertisements -

Mariko 10:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Zvino vamwe gumi vaya, pavakazvinzwa vakatsamwira vana Jemusi naJohani.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Ʋanegumi ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakataŋga kutsamŋira Jakobo naJohane.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Vane gumi vakati vachizvinzwa, vakatanga kutsamwira Jakobho naJohani.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Zvino vamwe gumi vaya, pavakazvinzwa vakatsamwira vana Jemusi naJohani.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Zvino vamwe gumi vaya, pavakazvinzwa vakatsamwira vana Jemusi naJohani.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Vane gumi vakati vanzwa izvi, vakatsamwira Jakobho naJohani.

See the chapter Copy

Mariko 10:41

Follow us:

Advertisements

Advertisements