Mariko 10:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 “Tibvumirei kuti, mumbiri yenyu, tizogara takati mumwe kurudyi rwenyu mumwe kuruboshwe rwenyu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ʋakati kwaari: Tigarisei pakubginya kwenyu, mumŋe kuruʋoko rwenyu rworudyi, mumŋe kuruɓoshwe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Vakati kwaari, “Tigarisei mukubwinya kwenyu, mumwe kuruoko rwenyu rworudyi, mumwe kuruboshwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 “Tibvumirei kuti, mumbiri yenyu, tizogara takati mumwe kurudyi rwenyu mumwe kuruboshwe rwenyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 “Tibvumirei kuti, mumbiri yenyu, tizogara takati mumwe kurudyi rwenyu mumwe kuruboshwe rwenyu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Vakapindura vakati, “Titenderei kuti mumwe wedu agare kuruoko rwenyu rworudyi uye mumwe kuruboshwe rwenyu mukubwinya kwenyu.” See the chapter |