Online Bible

- Advertisements -

Mariko 10:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Pita ndipo pakazoti kwaari, “Tarisai muone isu takasiya zvinhu zvose tikakuteverai.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Petro akataŋga kutaura kwaari, aciti: Tarirai isu takasiya ɀose tikakuteʋerai.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Petirosi akatanga kutaura kwaari, achiti, “Tarirai isu takasiya zvose tikakuteverai.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Pita ndipo pakazoti kwaari, “Tarisai muone isu takasiya zvinhu zvose tikakuteverai.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Pita ndipo pakazoti kwaari, “Tarisai muone isu takasiya zvinhu zvose tikakuteverai.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Petro akati kwaari, “Isu takasiya zvinhu zvose kuti tikuteverei!”

See the chapter Copy

Mariko 10:28

Follow us:

Advertisements

Advertisements