Mariko 10:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Shoko iri rakamusvibisa mwoyo akabvapo woenda akasuruvara nokuti akanga aine upfumi hwakawanda. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi wakaȿiɓa mŋoyo neshoko iro, akaenda neshuŋgu, nokuti wakaŋga anefuma zhinji. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Asi akasuwa kwazvo neshoko iro, ati hurududu nokuti akanga ane pfuma zhinji. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Shoko iri rakamusvibisa mwoyo akabvapo woenda akasuruvara nokuti akanga aine upfumi hwakawanda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Shoko iri rakamusvibisa mwoyo akabvapo woenda akasuruvara nokuti akanga aine upfumi hwakawanda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Anzwa izvi akasuwa kwazvo. Akaenda akasuwa, nokuti akanga ane pfuma zhinji. See the chapter |