Mariko 10:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Jesu akamupindura achiti, “Seiko uchinditi ndakanaka? Hakuna wakanaka kunze kwaMwari oga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Jesu akati kwaari: Unondiidzireiko wakanaka? Hakuna‐wakanaka, asi mumŋe cete, iye Mŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Jesu akati kwaari, “Anondiidzireiko wakanaka? Hakuna akanaka, asi mumwechete, iye Mwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Jesu akamupindura achiti, “Seiko uchinditi ndakanaka? Hakuna wakanaka kunze kwaMwari oga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Jesu akamupindura achiti, “Seiko uchinditi ndakanaka? Hakuna wakanaka kunze kwaMwari oga. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Jesu akapindura akati, “Unondiidzireiko akanaka? Hakuna munhu akanaka kunze kwaMwari oga. See the chapter |