Mariko 10:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kwakazouya vamwe vanhu navana vaduku kwaari kuti aise maoko pamusoro pavo asi vadzidzi vakavarambidza. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino ʋakaʋuya naʋana ʋaɗuku kwaari, kuti aʋanyaŋgate; asi ʋadzidzi ʋakaʋaraira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Zvino vakauya navana vaduku kwaari, kuti avanyangate; asi vadzidzi vakavaraira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kwakazouya vamwe vanhu navana vaduku kwaari kuti aise maoko pamusoro pavo asi vadzidzi vakavarambidza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kwakazouya vamwe vanhu navana vaduku kwaari kuti aise maoko pamusoro pavo asi vadzidzi vakavarambidza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vanhu vakanga vachiuya navana vaduku kuna Jesu kuti avabate, asi vadzidzi vakavatsiura. See the chapter |