Mariko 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino pamazuva iwayo Jesu akauya achibva kuNazareti yokuGarirea akaombekwa naJohani muna Jorodhani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Namazuʋa iwayo Jesu wakabva Nazareta muGarirea, akabapatidzwa naJohane muJordani. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Namazuva iwayo Jesu akabva Nazareta muGariria, akabhabhatidzwa naJohani muna Jorodhani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino pamazuva iwayo Jesu akauya achibva kuNazareti yokuGarirea akaombekwa naJohani muna Jorodhani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino pamazuva iwayo Jesu akauya achibva kuNazareti yokuGarirea akaombekwa naJohani muna Jorodhani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Panguva iyoyo Jesu akauya achibva kuNazareta muGarirea uye akabhabhatidzwa naJohani muJorodhani. See the chapter |