Mariko 1:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ipapo Jesu akati kwavari, “Handeyi kumwe, kuna maguta ari pedyo ndigondoparidzawo ikoko, nokuti izvi ndizvo zvandakavinga.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Akati kwaʋari: Ŋgatiende kumŋe kumisha iri pedyo, kuti ndindoparidza ikoko ʋo, nokuti ndiɀo ɀandakaʋuyira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 Akati kwavari, “Ngatiende kumwe, kumisha iri pedyo, kuti ndinoparidza ikokowo, nokuti ndizvo zvandakauyira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ipapo Jesu akati kwavari, “Handeyi kumwe, kuna maguta ari pedyo ndigondoparidzawo ikoko, nokuti izvi ndizvo zvandakavinga.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Ipapo Jesu akati kwavari, “Handeyi kumwe, kuna maguta ari pedyo ndigondoparidzawo ikoko, nokuti izvi ndizvo zvandakavinga.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Jesu akapindura akati, “Ngatiendei kune imwe nzvimbo, kumisha iri pedyo, kuti ndinoparidzawo ikoko. Ndizvo zvandakauyira.” See the chapter |