Mariko 1:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mukurumbira wake wakabva wapararira kwose kwose, munharaunda yose yeGarirea. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Pakarepo mukurumbira wake ukanzwika panyika yose yakapoteredza yeGarirea. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Pakarepo mukurumbira wake ukanzwika panyika yose yakapoteredza yeGariria. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mukurumbira wake wakabva wapararira kwose kwose, munharaunda yose yeGarirea. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mukurumbira wake wakabva wapararira kwose kwose, munharaunda yose yeGarirea. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mukurumbira wake wakapararira munyika yose yeGarirea. See the chapter |