Mariko 1:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo musinagogu mavo maiva nomunhu aiva nomweya wetsvina. Akazhamba See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino musinagoge raʋo makaŋga munomunhu wakaŋga anomŋeya wetȿina, wakaɗanidzira, See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Zvino musinagoge ravo makanga muno munhu akanga anomweya wakaipa, akadanidzira, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo musinagogu mavo maiva nomunhu aiva nomweya wetsvina. Akazhamba See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ipapo musinagogu mavo maiva nomunhu aiva nomweya wetsvina. Akazhamba See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Pakarepo mumwe murume akanga ari musinagoge ravo akanga akabatwa nomweya wakaipa akadanidzira achiti, See the chapter |